Top Top Top Top Top Top

Morning Greetings(1) SLEEP Version

A Mangwanani. Good morning.
B Mangwanani.
A Ma/rara sei? You slept HOW?
==> Did you sleep well?
B Nda/rara kana Ma/rara/wo. I slept well, if you slept well.
A Nda/rara hangu. I slept well myself.
B Nda/tenda. Thank you.
A Mu/sa/tenda. You are welcome.

Morning Greetings(2) WAKE UP Version

A Mangwanani. Good morning.
B Mangwanani.
A Ma/muka here(=sei)? Did you wake up well?
B Nda/muka kana Ma/muka/wo. I woke up well, if you woke up well.
A Nda/muka zvangu(=hangu). I woke up well myself.
B Nda/tenda. Thank you.
A Mu/no/tendeiko(=Mu/sa/tenda). You are welcome.


Afternoon Greetings

A Masikati. Good afternoon.
B Masikati.
A Ma/swera sei? You spent a day HOW?
==> Did you spend a day well?
B Nda/swera kana Ma/swara/wo. I spent a day well, if you spent a day well.
A Nda/swera hangu. I spent a day well myself.
B Nda/tenda. Thank you.
A Mu/sa/tenda. You are welcome.


Evening Greetings

A Manheru. Good evening.
B Manheru.
A Ma/swera sei? You spent a day HOW?
==> Did you spend a day well?
B Nda/swera kana Ma/swara/wo. I spent a day well, if you spent a day well.
A Nda/swera hangu. I spent a day well myself.
B Nda/tenda. Thank you.
A Mu/sa/tenda. You are welcome.


Greetings for meeting someone 1st time(1)

A Kwaziwai. Greeti ==> Hello.
B Kwaziwai.
A Ma/ka/simba here? You are strong HOW?
==> How are you?
B Nda/ka/simba kana Ma/ka/simba/wo. I'm strong, if you're strong.
A Nda/ka/simba hangu. I'm strong myself.

Greetings for meeting someone 1st time(2)

A Mhoroi. Hello.
B Mhoroi.
A Ma/ka/dii? You are HOW?
==> How are you?
B Ndi/ri/po kana Ma/ka/di/wo. I'm well, if you're well.
A Ndi/ri/po hangu. I'm there.==> I'm existing.
==> I'm well.



Self introduction [A
sanganai naB = A meet B]

B Ko, imi ndimi ani. Tell me, who you are.
A Ini ndini KOBA. I am KOBA.
A Ndi/no/gara ku/HARARE. I live in HARARE
A Ndi/no/sevenza ku/HARARE-Polytechnic-College. I work at HARARE-Polytechnic-College.
A Ndi/ri mudzidzisi we/CIVIL-ENGINEERING
uye MATH.
I'm a teacher of CIVIL-ENGINEERING
and MATH.
A Ndafara kukuzivai. I'm happy to know you.
B Iniwo. Me, too.


Common Expressions

1 Tichaonanazve. We'll see you each other again. = See you later!
2 Ndava kuenda. I'm leaving. = Goodbye
3 Chisarai. remain well.
4 Ndi/he urombo. I'm sorry.
5 Hazvina mhosva. It doesn't matter. = No problem.
6 Manzwisisa here? Do you understand?
7 Oyi-i. Here it is.


Common Phrases

1 chaizvo (ex. Nda/tenda chaizvo) very much (ex. I thank you very much.)
2 zvakare again
3 nhasi today
4 mangwana tomorrow
5 mahneru evening
6 nezuro yesterday
7 kuswera nezuro the day before yesterday
8 nezuro usiku yesterday night = last night
9 nhasi masikati today afternoon = this afternoon
10 pakati peusiku middle of the night = midnight


Classroom Imparatives

1 Garai pasi. sit down 21
2 Taurai speak 22
3 Pedzai finish 23
4 Bvunzai ask 24
5 Tangai bigin 25
6 Omberai clap hands 26
7 Kurumidza hurry up 27
8 Nonoka be slow/late 28
9 Daidza call 29
10 Shambadzira announce 30
11 31
12 32
13 33
14 34
15 35
16 36
17 37
18 38
19 39
20 40


Important Verbs

1 rara sleep 31 tenga buy
2 muka wake up 32 tengesa sell
3 geza wash / bath 33 vhura open
4 preka dress up / put on 34 vhara close
5 bika cook 35 nyora write
6 dya(ジャカ) eat 36 verenga read / count
7 nwa drink 37 ridza play an instrument
8 sevenza work 38 sona
9 pedza finish 39 shanya visit
10 enda go 40 bvakacha visit
11 zorora rest 41 pindura answer
12 farira enjoy 42 fanira must / have to
13 fara be happy 43 bva come from
14 gona be able 44 ratidza show
15 kwanisa be able 45 takura carry
16 pa give 46 peta fold
17 tora take 47 kumbira ask for / borrow
18 tamba dance / play 48 cheka cut
19 da love / want / like / need 49 zora swear
20 kwira climb / board 50 dziisa / ku to warm
21 chisa iron / press clothes 51 fashaira boiling
22 mira wait / stop 52 pakura dish out
23 buruka get off / down 53 pakurira dish out for
24 svika arraive 54 pisa be hot
25 seka laugh 55 suka clean / wash
26 teerera listen 56 kanda throw
27 sarudza choose 57 fuma wake up early
28 chaira drive 58 rira / ku to sound
29 ona see / watch 59 ziva know
30 sekerera smile 60 buda go out


 Verb "to be"

下の2つに対して、英語ではどちらも I を使うが
  I am SOMETHING.
  I do SOMETHING.
ショナの場合、
  
Ini ndi-ni SOMETHING.もしくはIniを省略してNdini SOMETHING.
  
Nda-ita SOMETHING.
となる。
*Ita=do
Abs. pronouns I am --- I am not ---
I Ini Ini ndi-ni mudzidzisi. Ini ha-ndi-ni mudzizisi.
We Isu Isu ndi-su vana-na mudzidzisi.. Isu ha-ndi-su vana mudzidzisi.
You(Singluar) Iwe Iwe ndi-we mudzidzisi. Iwe ha-ndi-we mudzidzisi.
You(Plural) Imi Imi ndi-mi vana-na mudzidzisi. Imi ha-ndi-mi vana mudzidzisi.
He/She(Singular) Iye Iye ndi-ye mudzidzisi. Iye ha-ndi-ye mudzidzisi.
They(Plural) Ivo Ivo ndi-vo vana-na mudzidzisi. Ivo ha-ndi-vo vana-na mudzidzisi.
It(thing) Icho Icho ndi-cho mudzidzisi. Icho ha-ndi-cho mudzidzisi.
They(thing) Izvo Izvo ndi-zvo mudzidzisi. Izvo ha-ndi-zvo mudzidzisi.
He/She(with respect) Ivo Ivo ndi-vo Va mudzidzisi. Ivo ha-ndi-vo Va mudzidzisi.
You(with respect) Imi Imi ndi-mi Amai mudzidzisi. Imi ha-ndi-mi Amai mudzidzisi.
*例文:mudzidzisi=teacher

 Verb "to be called"

Abs. pronouns I am called --- I am not called ---
I Ini Ini ndi-nonzi Wilbert. Ini ha-ndi-nzi Wilbert.
We Isu Isu ti-nonzi vana A na B. Isu ha-ti-nzi vana A na B.
You(Singluar) Iwe Iwe u-nonzi Wilbert. Iwe ha-u-nzi Wilbert.
You(Plural) Imi Imi mu-nonzi vana A na B. Imi ha-mu-nzi A na B.
He/She(Singular) Iye Iye a-nonzi Wilbert. Iye ha-a-nzi Wilbert.
They(Plural) Ivo Ivo va-nonzi vana A na B. Ivo ha-va-nzi vana A na B.
It(thing) Icho Icho chi-nonzi Wilbert. Icho ha-chi-nzi Wilbert.
They(thing) Izvo Izvo zvi-nonzi Wilbert. Izvo ha-zvi-nzi Wilbert.
He/She(with respect) Ivo Ivo va-nonzi Va Wilbert. Ivo ha-va-nzi Va Wilbert.
You(with respect) Imi Imi mu-nonzi Amai Wilbert. Imi ha-mu-nzi Amai Wilbert.
*例文:Wilbert=person's name
vana:plural indicator。vana A na B = A and B。
Va=Mr. / Amai=Mrs.

 Personal Subject Concordes : Present and Past

習慣的なことを表す場合、
  Ini ndi-no-ita SOMETHING mazuva ose. = I do SOMETHING every day.
となり、Ini(=I, Absolute pronouns)の後に
ndi(Basic Subject Concorde=BSC)とno(tense indicater)と動詞ita(=do)が続く。
P.S.Cの場合は、
  Ini nda-no-ita SOMETHING muzuva ose. = I did SOMETHING every day.
となる。(下表参照)
Abs. pronouns BSC(am, is, are) P.S.C.(I did--)
I Ini ndi
Ini ndi-no-enda kuHarare.
nda
Ini nda-ka-enda kuHarare
We Isu ti
Isu ti-no-enda kuHarare.
ta
Isu ta-ka-enda kuHarare.
You(Singluar) Iwe u
Iwe u-no-enda kuHarare.
wa
Iwe wa-no-enda kuHarare.
You(Plural) Imi mu
Imi mu-no-enda kuHarare.
ma
Imi ma-ka-enda kuHarare.
He/She(Singular) Iye a
Iye a-no-enda kuHarare.
a
Iye a-ka-enda kuHarare.
They(Plural) Ivo va
Ivo va-no-enda kuHarare.
va
Ivo va-ka-enda kuHarare.
It(thing) Icho chi
Icho chi-no-enda kuHarare.
cha
Icho cha-ka-enda kuHarare.
They(thing) Izvo zvi
Izvo zvi-no-enda kuHarare.
zva
Izvo zva-ka-enda kuHarare.
He/She(with respect) Ivo va
Ivo va-no-enda kuHarare.
va
Ivo va-ka-enda kuHarare.
You(with respect) Imi mu
Imi mu-no-enda kuHarare.
ma
Imi ma-ka-enda kuHarare.
*例文:Ini ndi-no-enda kuHarare. ; enda=go, ku=to/for/in/at